Home lyrics Lyrics Corner: Gogodza – Family Of Praise

Lyrics Corner: Gogodza – Family Of Praise

131
0

Gogodza ramba uchi Gogodza , Kumbira usarege Kumbira
(Knock and keep on Knocking, Never stop asking)

Vanotsvaga, Hayiyayi yayi Inga vanowana, Kumbira usarege Kumbira.
(Those who seek, they will definitely get what they want, ask and keep on Asking)

Ndatenderera munyika yose baba, Ndichitsvaga wani, Uyo angandizarurira hupenyu hwanguuu,
Asi Ndashaiwa kana mumwe chete Ndimi moga Jesu ohh Ndimi moga babaaaa eeeeh.

(I’ve been all over around in this world, Looking for someone who can open the doors of my life
but I’ve no one, for there is none like you my Lord Jesus.)